Información de la canción En esta página puedes encontrar la letra de la canción Vanondibatirana, artista - Fungisai
Fecha de emisión: 03.07.2017
Idioma de la canción: swahili
Vanondibatirana |
Hot property |
Oskid |
Fungisai |
Nyatsocheka masettings, marunnings |
Kuchechi vanondibatirana |
KuChechi vanondibatirana ah-a |
Izvi zvine chirevo |
Daidzai vakuru vauye |
Zvine chirevo |
Daidzai vakuru vauye |
Toda vakuru vanofamba naJesu |
Vauye pano |
Vakuru vanofamba naJesu |
Vauye pano |
Amai vangu vari kuchema |
Musoro wangu watenderera |
Musoro wangu watenderera |
Amai vangu vari kuchema |
Hanzi 'mwana wandinyadzisa' |
Kurara panze wenge mutemo? |
Uyo kupfeka bhandi kwave kufamba here? |
Handiboziva zvinondibata sei |
Handimboziva zvinondiita sei |
Zvinoti kana zvandibata |
Zvinozo ndiwisira pasi |
Izvi zvine chirevo |
Daidzai vakuru vauye |
Zvine chirevo |
Daidzai vakuru vauye |
Toda vakuru vanofamba naJesu |
Vauye pano |
Vakuru vanofamba naJesu |
Vauye pano |
Izvezvi gore zvarapera |
Muchandiona ndichidyiwa |
Kuzunzwa homwe nemhandara |
Kukanganwa nhamo inopisa |
Aiwa! Baba musandisiye |
Mufaro chete wandinoda |
Ndidzivirirei, Changamire |
Kurasika, baba, ndekwevanhu |
Handimboziva zvinondiita sei |
Handimboziva zvinondibata sei |
Zvinoti kana zvandibata… Ah! |
Zvandibata |
Izvi zvine chirevo |
Daidzai vakuru vauye |
Zvine chirevo |
Daidzai vakuru vauye |
Toda vakuru vanofamba naJesu |
Vauye pano |
Vakuru vanofamba naJesu |
Vauye pano |
Toda munhu waMwari, Rwendo rwarwadza |
Toda kufamba naye, Atiratidze ruoko rwababa |
Tichiti kufamba naye, Zvoda vakatendeka |
Dhimoni riya rabuda, zvinhu zvese zvakuendeka |
Ndinoda kufamba naye (O-oh) |
Kugara naye (O-oh) |
Daidzai vakuru vauye |
Daidzai vakuru vauye |
Vanofamba naJesu |
Vauye pano |
Vakuru vanofamba naJesu |
Vauye pano |
VaMagaya vauye |
VaMakandiwa vauye |
Baba Guti vauye |
VaNhiwatiwa vauye |
Toda vakuru vanofamba naJesu |
Vauye pano |
Vakuru vanofamba naJesu |
Vauye pano |
Ah! … i |
Vakuru vanofamba naJesu |
Vauye pano |
Zvinoti kazvandibata (Kana zvandibata) |
Zvinozondiwisira pasi |
Kuchechi vanondibatirana |
KuChechi vanondibatirana ah-a |
Izvi zvine chirevo, daidzai vakuru vauye |
Zvine chirevo, daidzai vakuru vauye |
Toda vakuru vanofamba naJesu |
Vauye pano |
Vakuru vanofamba naJesu |
Vauye pano |