Información de la canción En esta página puedes leer la letra de la canción Ndizviponde Here de - Killer TFecha de lanzamiento: 10.06.2020
Idioma de la canción: swahili
Información de la canción En esta página puedes leer la letra de la canción Ndizviponde Here de - Killer TNdizviponde Here |
| Heya, heya, hooo-ho-ho |
| Heya, heya, hooo-ho-ho |
| Heya, heya, hooo-ho-ho |
| Unoda ndizviponde here? |
| Kuti ndikuratidze kuti uri mumwe wangu |
| Unoda ndizviuraye here? |
| Ugobvuma ndava muguva uri mumwe wangu |
| Rudo haridi zvekumanikidza |
| Asi chingozviziva uri mumwe wangu |
| Ndapota mudiwa wangu usandishungurudza |
| Asi chingozviziva uri mumwe wangu |
| Ko chimbo cherudo mudiwa teerera |
| Pfumo pamwoyo pangu usandibairira |
| Hameno mhepo dzavo dzavanondisairira |
| Izvo zvavanogona zvaakangwarira |
| Inini ndiri Adhamu, iwewe Evha |
| Iwewe mai Mariya, inini Josefa |
| Teerera mudiwa wangu zvandichakuudza |
| Asi chingozviziva uri mimwe wangu |

| Mwoyo wangu akautora ndobva wauviga |
| (Asi chingozviziva uri mumwe wangu) |
| Inini sekuona kwangu hazvisi zvega |
| (Asi chingozviziva uri mumwe wangu) |
| Handikwanise mudiwa wangu kugara ndiri ndega |
| (Asi chingozviziva uri mumwe wangu) |
| Ndinokuda mudiwa wangu zvimwe ona wega |

| Nombre | Año |
|---|---|
| Vanondibatirana ft. Killer T | 2017 |
| Nhema ft. Killer T, EXQ | 2017 |
| Takangodaro | 2017 |
| Ndamuda | 2018 |
| Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah | 2018 |
| Bvunza Tinzwe | 2017 |