Información de la canción En esta página puedes leer la letra de la canción Ndamuda de - Killer TFecha de lanzamiento: 08.04.2018
Idioma de la canción: swahili
Información de la canción En esta página puedes leer la letra de la canción Ndamuda de - Killer TNdamuda |
| Hot Property! |
| Ahaaa ahaaaaaa |
| Tamuka! |
| Ndakamuona ari ega achizvifambira |
| Ndikati nguva newe kah ndinokumbira |
| Hameno kana paine pandokuzivira |
| Ndikati musikana dai wandidaira |
| Zvikanzi mukuwasha dai mandikwanira |
| Munenge mune ruchiva ndorino kufurirai |
| Ndikati zvamandipa ndinongotambira |
| Ndikati uyu mukana ndotoushandisa |
| Ndikati mhamha vangu ndotovazivisa |
| Asi vakanozviramba |
| Kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze |
| Rudo ndiro runondituma |
| Ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze |
| Rudo ndiro runondituma |
| Achida kuti ndimutambire ehe ndinomutambira |
| Achida ndimuimbire ehe ndinomuimbira |
| Achida kuti ndimutakure ehe ndinomutakura |
| Mbabvu mudiwa wangu ndomubereka ahhhh |
| Ndaida auye kumba muroora wenyu ndinoda mundinzwewo aha |
| Vakanditi hazvigone uchiri mwana hauzvikwanisewoo aha |
| Chinonzi regera ndochiri mumaoko |
| Kunyangwe mukanditakudza tsvinga remashoko |
| Ringave pfumo rerudo ririmo mumoyo |
| Parichabhebha moto muchanzi hokoyo |
| Kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze |
| Rudo ndirwo runondituma |
| Ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze |
| Rudo ndiro runondituma |
| Achida kuti ndimutambire ehe ndinomutambira |
| Achida ndimuimbire ehe ndinomuimbira |
| Achida kuti ndimutakure ehe ndinomutakura |
| Mbabvu mudiwa wangu ndomubereka ahaaa |
| Ndakamuona ari ega achizvifambira |
| Ndikati nguva newe kaah ndinokumbira |
| Hameno kana paine pandokuzivira |
| Ndikati musikana dai wandidaira |
| Zvikanzi mukuwasha dai mandikwanira |
| Munenge mune ruchiva ndorinokufurirai |
| Ndikati zvamandipa ndinongotambira |
| Ndikati uyu mukana ndotoushandisa |
| Ndikati mhamha vangu ndotovazivisa |
| Asi vakanozviramba |
| Kana ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze |
| Rudo ndiro runondituma |
| Ndichinge ndamuda mhamha musandirambidze |
| Rudo ndiro runondituma |
| Achida kuti ndimutambire ehe ndinomutambira |
| Achida ndimuimbire ehe ndinomuimbira |
| Achida kuti ndimutakure ehe ndinomutakura |
| Mbabvu mudiwa wangu ndomubereka ahaaa |
| Achida ndimutambire mbabvu mudiwa wangu ndomubereka ahhhaaaa |
| Achida ndimutakure mbabvu mudiwa wangu mdomubereka ahaaaa |
| Nombre | Año |
|---|---|
| Vanondibatirana ft. Killer T | 2017 |
| Nhema ft. Killer T, EXQ | 2017 |
| Takangodaro | 2017 |
| Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah | 2018 |
| Bvunza Tinzwe | 2017 |
| Ndizviponde Here | 2020 |