 Información de la canción  En esta página puedes leer la letra de la canción Emerina de - Jah Prayzah.
 Información de la canción  En esta página puedes leer la letra de la canción Emerina de - Jah Prayzah. Fecha de lanzamiento: 12.10.2017
Idioma de la canción: swahili
 Información de la canción  En esta página puedes leer la letra de la canción Emerina de - Jah Prayzah.
 Información de la canción  En esta página puedes leer la letra de la canción Emerina de - Jah Prayzah. | Emerina | 
| Tsikai, tsikai | 
| Imi simukai amai | 
| Tsikai, tsikai | 
| Imi simukai amai | 
| Tsika, tsika 'we | 
| Amai kani | 
| Tsika, tsika 'we | 
| Amai kani | 
| Tsika, tsika, tsika wega | 
| Tsika wega, tsika wega | 
| Tsika, tsika, tsika chete | 
| Ha tsika wega | 
| Emerina, simuka | 
| Ita kukambaira simuka | 
| Kudhakwa foshoro, amai ndauya | 
| Heee-he | 
| Emerina, simuka | 
| Ita kubata ura simuka | 
| Kudhakwa foshoro, amai ndauya | 
| Heee-he | 
| Aiwa usandipedzere nguva | 
| Inga zvakanzi kufa kuchauya | 
| Aiwa usandipedzere nguva | 
| Kana kune nhamo ichauya | 
| Rova ngoma tiende iwe | 
| Rova ngoma tiende | 
| Aiwa usandipedzere nguva | 
| He-e nguva yangu usandipedzere nguva | 
| Inga zvakanzi kufa kuchauya | 
| Usandipedzere nguva | 
| Aiwa usandipedzere nguva | 
| He-e nguva yangu usandipedzere nguva | 
| Kana kune nhamo ichauya | 
| Usandipedzere nguva | 
| Emerina, simuka | 
| Ita kukambaira simuka | 
| Kudhakwa foshoro, amai ndauya | 
| Heee-he | 
| Emerina, simuka | 
| Ita kubata ura simuka | 
| Kudhakwa foshoro, amai ndauya | 
| Heee-he | 
| Tipinde, tipinde | 
| Mavara edindingwe | 
| Vakaye vakuti nde | 
| Mukaka haurungwe | 
| Mumwe nemumwe | 
| Sematsika mabvunze | 
| __ riya rotsika pasi kani, musandibvunze | 
| Emerina, simuka | 
| Ita kukambaira simuka | 
| Kudhakwa foshoro, amai ndauya | 
| Heee-he | 
| Emerina, simuka | 
| Ita kubata ura simuka | 
| Kudhakwa foshoro, amai ndauya | 
| Heee-he | 
| Amai kani! Hoyo, mwana anowira muchoto | 
| Suduruka, taramuka kunobvira kamoto | 
| Amai kani! Hoyo, mwana anowira muchoto Muchoto! | 
| Suduruka, taramuka kunobvira kamoto | 
| Nombre | Año | 
|---|---|
| Kutonga Kwaro | 2017 | 
| Ndin'Ndamubata | 2017 | 
| Bvumbamirai | 2021 | 
| Murder | 2021 | 
| Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah | 2018 | 
| Nziyo Yerudo ft. Yemi Alade | 2017 | 
| Chengetedza | 2017 | 
| Special Somebody ft. Jah Prayzah | 2019 | 
| Munyaradzi | 2020 | 
| Mukwasha | 2020 | 
| Kwayedza | 2020 | 
| Miteuro ft. Zimpraise | 2020 | 
| Eriya | 2020 |