Información de la canción En esta página puedes encontrar la letra de la canción Ndin'Ndamubata, artista - Jah Prayzah.
Fecha de emisión: 12.10.2017
Idioma de la canción: swahili
Ndin'Ndamubata |
Ndin' ndamubata |
Ehe-e ndin' ndamubata |
Ndin' ndamubata |
Ehe-e ndin' ndamubata |
Zvainenge pasa-pasa |
Handidi kutamba makasa |
Kare kangu ndairakasha |
Kusvikira mvura yagasa |
Zvayangova bata wabata |
Kugomera kukwira makata |
Mwenje kubaka-baka |
Hombarume ndakakata |
Machembere zvazvandibata |
Kunodiwa haga mukaka |
Hee-e tachinja mupaka |
Kunodiwa haga mukaka |
Machembere zvazvandibata |
Kunodiwa haga mukaka |
Hee-e tachinja mupaka |
Kunodiwa haga mukaka |
Vakomana munoda kufara ndizvo here? |
(Kumberi) |
Ehe mafambiro edu kupiko? |
(Kumberi) |
Vasikana munoda kutamba ndizvo here? |
(Kumberi) |
Ehe mafambiro edu kupiko? |
(Kumberi) |
Ndiri kukwira manera |
Handichada kunanaira |
Ndini ndakaisimudza |
Ngoma inoti kedega |
Yakatangira Zengeza |
Ikabudira kuMoza |
Ehe pasi pandimedza |
Shamwari dzandinyengedza |
Maimwanawe zunguza |
Kwete kungondinyemudza |
Amaimwanawe zunguza |
Kwete kungondinyemudza |
Gamba ndichaedza |
Kusvikira kwaedza |
Gamba ndichaedza |
Kusvikira kwaedza |
Vakomana munoda kufara ndizvo here? |
(Kumberi) |
Ehe mafambiro edu kupiko? |
(Kumberi) |
Vasikana munoda kutamba ndizvo here? |
(Kumberi) |
Ehe mafambiro edu kupiko? |
Usandirodza zizi |
Ngoma inorira kwese |
Simudzai maoko mese |
Kufarira pese |
Ndasunungura mukwende |
Tura mafemo tiende |
Simudzai maoko mese |
Kufarira pese pese |
Machembere zvanga zvazvandibata |
Kunodiwa haga mukaka |
Hee-e tachinja mupaka |
Kunodiwa haga mukaka |
Machembere zvanga zvazvandibata |
Kunodiwa haga mukaka |
Hee-e tachinja mupaka |
Kunodiwa haga mukaka |
Vakomana munoda kufara ndizvo here? |
(Kumberi) |
Ehe mafambiro edu kupiko? |
(Kumberi) |
Vasikana munoda kutamba ndizvo here? |
(Kumberi) |
Ehe mafambiro edu kupiko? |
(Kumberi) |
Ehe mafambiro edu kupiko? |
(Kumberi) |
Kumberi, mafambiro edu kupiko? |
Wakonzera bongozozo |
(Ahe bongozo) |
Wandipedzera musoko-soko |
(Ahe bongozo) |
Ngoma inotambika mbabvumba |
(Ahe bongozo) |
Inga dzangu ndasunga dzasimba |
(Ahe bongozo) |
Maimwana kusakura semunda |
(Ahe bongozo) |
Wandisasika ndanuna |
(Ahe bongozo) |
Bongozo, bongozozo |
(Ahe bongozo) |
Paita bongozo, bongozozo |
Inini handigone |
(Tendera) |
Ndinosendemura, ndinokanyaira |
Inini handigone |
(Tendera) |
Ndinosendemura, ndinokanyaira |
Inini handigone |
(Tendera) |
Handigone, handigone |
(Sendemura, kanyaira) |
Inini handigone |
(Tendera) |
Handigone, handigone |
(Sendemura, kanyaira) |
Usakendenge |
He! Usakendenge |
(Kumberi) |
Usakendenge |
Ha! Usakendenge |
(Kumberi) |
Usakendenge |
He! Usakendenge |
(Kumberi) |
Usakendenge |
Ha! Usakendenge |
(Kumberi) |
Ndin' ndamubata |
Ehe-e ndin' ndamubata |
Ndin' ndamubata |
Ehe-e ndin' ndamubata |
Ndin' ndamubata |
Ehe-e ndin' ndamubata |
Ndin' ndamubata |
Ehe-e ndin' ndamubata |