Información de la canción En esta página puedes leer la letra de la canción Kwayedza de - Jah Prayzah. Fecha de lanzamiento: 19.05.2020
Idioma de la canción: swahili
Información de la canción En esta página puedes leer la letra de la canción Kwayedza de - Jah Prayzah. Kwayedza |
| Haiya hoiyerere |
| Haiya hoiyerere |
| Haiya hoiyerere |
| Haiya hoiyerere |
| Haiya hoiyerere |
| Heiye heiyerere |
| Wandinzwa ndichinge nzombe kukuma |
| Zvikanzi shumba inga dzinoruma |
| Bereka makumbo tiende chikomanawe |
| Ko inga mabatiro akasiyana |
| Handingarire seshiri vakomana |
| Ko inga ndiri nondo inofamba |
| Dzakatamba chembere dzikatirutsira |
| Yakanga yangova Mdhara Achauya |
| Zadzisa mukombe tigoukutura |
| Tamuka, ngoma rega kuibvarurawoka |
| Yakanga yangova Goto rine hwema |
| Tamuka, ngoma rega kuibvarura |
| Kwayedza kwayedza iwe (aiwa, aiwa) |
| Kwayedza kwayedza muzukuru (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa) |
| Kwayedza kwayedza mukuruwe (aiwa, aiwa) |
| Kwayedza kwayedza muzukuru (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa) |
| Ukanzi chinja mutupo (aiwa) |
| Daira muzukuru (aiwa) |
| Unobvuma here? (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa) |
| Vakakuti chinja ruvara (aiwa) |
| Woita ganda jena (aiwa) |
| Aiwa unoda here? (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa) |
| Kuchiva rumwe rudzi hurema (aiwa) |
| Mwana wemutema (aiwa) |
| Ucharamba uri mutema (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa) |
| Kuchiva rumwe rudzi hurema (aiwa) |
| Mwana wemutema (aiwa) |
| Ucharamba uri mutema (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa) |
| Haiya hoiyerere |
| Haiya hoiyerere |
| Haiya hoiyerere |
| Haiya hoiyerere |
| Mukaona tupwere kudzana-dzana, yarira akomana |
| Mukaona tavamba kugamuchidza, takashanda asikana |
| Mukaona tupwere kudzana-dzana, yarira akomana |
| Mukaona tatanga kugamuchidza, takashanda asikana |
| Hanga yangu (hanga) |
| Ndakasungira dhibhura ndomene (hanga) |
| Hanga yangu (hanga) |
| Ndakanoteya dhibura ndomene (hanga) |
| Hanga yangu (hanga) |
| Ndakasungira dhibhura ndomene (hanga) |
| Hanga yangu (hanga) |
| Ndakanoteya dhibura ndomene |
| Kundipa museve usina uta iwe |
| Haa wandivirimira |
| Haa mutema wakaoma, haa mutema wakaoma |
| Kundipa museve usina uta iwe |
| Haa wandivirimira |
| Haa mutema wakaoma, haa mutema wakaoma |
| Wanditi mbwende wandionei? |
| Haa wandivirimira |
| Haa mutema wakaoma, haa mutema wakaoma |
| Wanditi mbwende wandioneiko? |
| Haa wandivirimira |
| Haa mutema wakaoma, haa mutema wakaoma |
| Kufamba kwangu mutserendende (hee ndehaa) |
| Handinyenyeredze muberevere (haa ndinofamba ndega) |
| Ibvai munzira majerenyenje (hiya hiya hiya) |
| Patinotsika mutserendende (haa ndinofamba ndega) |
| Haa honde, haaa honde (iye ihereree) |
| Wotochena moyo kuti ngwerewere (haa ndinofamba ndega) |
| Ndiani waita mhere mhere? (hiya hiya hiya) |
| Kurwira nyama vane mavende (haa ndinofamba ndega) |
| Ndiani waita mhere mhere pamusha pano? (hee iyerere) |
| Kurwira nyama vane mavende (haa ndinofamba ndega mukoma) |
| Hanga yangu (hanga) |
| Ndakasungira dhibhura ndomene (hanga) |
| Hanga yangu (hanga) |
| Ndakanoteya dhibura ndomene (hanga) |
| Hanga yangu (hanga) |
| Ndakasungira dhibhura ndomene (hanga) |
| Hanga yangu (hanga) |
| Ndakanoteya dhibura ndomene |
| Aiwa (aiwa) |
| Aiwa (aiwa) |
| Aiwa (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa) |
| Aiwa (aiwa) |
| Aiwa (aiwa) |
| Aiwa (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa) |
| Aiwa (aiwa) |
| Aiwa (aiwa) |
| Aiwa (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa) |
| Kuchiva rumwe rudzi hurema (aiwa) |
| Mwana wemutema (aiwa) |
| Ucharamba uri mutema (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa) |
| Kuchiva rumwe rudzi hurema (aiwa) |
| Mwana wemutema (aiwa) |
| Ucharamba uri mutema (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa) |
| Hoyere hoyerendende (aiwa) |
| Hoyere hoyerendendewe (aiwa) |
| Hoyere hoyerendende muzukuru (aiwa, aiwa, mukuruwe aiwa) |
| Nombre | Año |
|---|---|
| Kutonga Kwaro | 2017 |
| Ndin'Ndamubata | 2017 |
| Bvumbamirai | 2021 |
| Murder | 2021 |
| Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah | 2018 |
| Emerina | 2017 |
| Nziyo Yerudo ft. Yemi Alade | 2017 |
| Chengetedza | 2017 |
| Special Somebody ft. Jah Prayzah | 2019 |
| Munyaradzi | 2020 |
| Mukwasha | 2020 |
| Miteuro ft. Zimpraise | 2020 |
| Eriya | 2020 |