
Fecha de emisión: 19.05.2020
Idioma de la canción: swahili
Munyaradzi |
Hee chiriyo dzamara tasangana |
Wandigumbura, wandigumbura |
Wandigumbura, wandigumbura |
Ndizvozvo dzamara tasangana |
Wandigumbura, wandigumbura |
Wandigumbura, wandigumbura |
Ipapo pandaigara |
Ipapo dhiya ndipo pawaigarawo |
Ipapo pataivata |
Dzimwe nguva tairumwa nemarize |
Zviri mberi |
Taingobvunza Mwari |
Mutemberi |
Kumberi kunei? |
Kunyangwe mvura yekutambudzika |
Payaidzika nematama ndaivepo |
Kuva munyaradzi |
Ndini ndaive munyaradzi |
Kuva munyaradzi |
Ndini ndaive munyaradzi |
Akazondisiya ndirimo munhamo ndega |
Tokonyana, tanga tatokonyana |
Ko seiko Mwendamberi mayaura mega? |
Takonana, tanga tatokonana |
Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo |
Takanyana, tanga tatokanyana |
Homwe yakazosara yozara nemazana |
Tapokana, tanga tatopokana |
Asi watokanganwa kamhepo kaitirova muchando? |
Gumbeze rimwe chete rawaiziva ndini wako |
Wakambotsva maoko nekapoto kasina mubato |
Mbuya yakakurapa takaiwana tafamba chinhambo |
Inga watovaraidzwa nemaruva semavara eshato |
Dai ndaive nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato |
Vaizongotiona tapota nesango |
Dai ndaiva nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato |
Vaizongotiona tapota nesango |
Paizouya mhepo ndini ndaive bako |
Kunyangwe mvura yekutambudzika |
Payaidzika nematama ndaivepo |
Kuva munyaradzi |
Ndini ndaive munyaradzi |
Kuva munyaradzi |
Ndini ndaive Munyaradzi |
Akazondisiya ndirimo munhamo ndega |
Tokonyana, tanga tatokonyana |
Ko seiko Mwendamberi mayaura mega? |
Takonana, tanga tatokonana |
Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo |
Takanyana, tanga tatokanyana |
Homwe yakazosara yozara nemazana |
Tapokana, tanga tatopokana |
Haiwa hurombo mukoma, ndainge ndakashoreka |
Asi muhana tainge tavaka hukama |
Ndoyedza kuvata wanike kwayedza |
Varume ko inga kwachena |
Asi handina chiedza |
Zvese zviye, zvese zviye |
Kwaingova kutungana kwembudzi varume |
Anouya kuhope ndirere |
Hope dzacho ndedzerume rudzi varume |
Zvese zviye, zvese zviye (here zvaguma) |
Kwaingove kutungana kwembudzi varume (here zvapera) |
Anouya kuhope ndirere (zvaguma) |
Hope dzacho ndedzerume rudzi varume (here zvapera) |
Nombre | Año |
---|---|
Kutonga Kwaro | 2017 |
Ndin'Ndamubata | 2017 |
Bvumbamirai | 2021 |
Murder | 2021 |
Hondo ft. Killer T, Jah Prayzah | 2018 |
Emerina | 2017 |
Nziyo Yerudo ft. Yemi Alade | 2017 |
Chengetedza | 2017 |
Special Somebody ft. Jah Prayzah | 2019 |
Mukwasha | 2020 |
Kwayedza | 2020 |
Miteuro ft. Zimpraise | 2020 |
Eriya | 2020 |